2 Madzimambo 1:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino mutumwa waJehovha akati kuna Eria, “Buruka pamwe chete naye; usamutya.” Naizvozvo Eria akasimuka akaenda naye kuna mambo.

2 Madzimambo 1

2 Madzimambo 1:11-17