1 Vatesaronika 2:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi, hama, patakanga taparadzaniswa nemi kwechinguva chiduku (pakuonekwa, kwete mupfungwa), mukushuva kwedu kukuru takaedza chose kukuonai.

1 Vatesaronika 2

1 Vatesaronika 2:9-20