1 Vatesaronika 2:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

mukushinga kwavo kutidzivisa kuti titaure kuvahedheni kuti vaponeswe. Nenzira iyi vanoramba vachiunganidza zvivi zvavo kusvikira kumagumo. Kutsamwa kwaMwari kwazosvika pamusoro pavo pakupedzisira.

1 Vatesaronika 2

1 Vatesaronika 2:9-20