1 Vatesaronika 2:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti takanga tichida kuuya kwamuri, chokwadi, ini Pauro, ndakada kuita izvozvo, nguva nenguva, asi Satani akatidzivisa.

1 Vatesaronika 2

1 Vatesaronika 2:14-20