1 Samueri 9:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Aiva nomwanakomana ainzi Sauro, jaya raiyemurika rakanga risina akaenzana naro pakati pavaIsraeri, akanga akareba kupfuura vose.

1 Samueri 9

1 Samueri 9:1-9