1 Samueri 9:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kwakanga kuno murume worudzi rwaBhenjamini, ainzi Kishi mwanakomana waAbhieri, mwanakomana waZerori, mwanakomana waBhekorati, mwanakomana waAfia muBhenjamini, murume wesimba noumhare.

1 Samueri 9

1 Samueri 9:1-3