1 Samueri 9:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino mbongoro dzaKishi, baba vaSauro, dzakanga dzarasika, Kishi akati kuna Sauro mwanakomana wake, “Tora mumwe wavaranda uende naye kundotsvaga mbongoro.”

1 Samueri 9

1 Samueri 9:1-11