1 Samueri 7:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka varume veKiriati Jearimi vakauya vakatora areka yaJehovha. Vakaiendesa kuimba yaAbhinadhabhi pachikomo uye vakatsaura Ereazari mwanakomana wake kuti achengete areka yaJehovha.

1 Samueri 7

1 Samueri 7:1-5