1 Samueri 6:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vakatumira nhume kuvanhu veKiriati Jearimi vachiti, “VaFiristia vadzosa areka yaJehovha. Dzikai kuno muzoitora kuti muende nayo kwenyu.”

1 Samueri 6

1 Samueri 6:15-21