1 Samueri 7:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Areka yakaramba iri paKiriati Jearimi kwenguva yakareba kwazvo, makore makumi maviri pamwe chete, uye vanhu vose veIsraeri vakachema uye vakatsvaka Jehovha.

1 Samueri 7

1 Samueri 7:1-11