1 Samueri 6:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Areka yaJehovha yakati yava nemwedzi minomwe iri munyika yavaFiristia,

2. vaFiristia vakadana vaprista navavuki vakati, “Toitei neareka yaJehovha? Tiudzei kuti toidzosera sei kunzvimbo yayo.”

1 Samueri 6