1 Samueri 6:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

vaFiristia vakadana vaprista navavuki vakati, “Toitei neareka yaJehovha? Tiudzei kuti toidzosera sei kunzvimbo yayo.”

1 Samueri 6

1 Samueri 6:1-4