1 Samueri 30:28-30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

28. kuna avo vakanga vari muAroeri, Sifimoti, Eshitemoa

29. neRakari; kuna avo vakanga vari mumaguta avaJerameeri navaKeni;

30. kuna avo vakanga vari muHorima, Bhori Ashani, Ataki

1 Samueri 30