1 Samueri 29:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Dhavhidhi navanhu vake vakamuka mangwanani-ngwanani kuti vadzokere kunyika yavaFiristia, uye vaFiristia vakakwira kuJezireeri.

1 Samueri 29

1 Samueri 29:8-11