1 Samueri 31:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino vaFiristia vakarwa navaIsraeri; vaIsraeri vakatiza pamberi pavo, uye vazhinji vakawira pasi vaurayiwa paGomo reGiribhoa.

1 Samueri 31

1 Samueri 31:1-6