1 Samueri 28:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akati, “Akaita seiko?”Akati, “Murume mutana akafuka nguo ari kuuya.”Ipapo Sauro akaziva kuti akanga ari Samueri, akakotamira pasi nechiso chake.

1 Samueri 28

1 Samueri 28:11-18