1 Samueri 28:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Samueri akati kuna Sauro, “Seiko wanditambudza nokundimutsa?”Sauro akati, “Ndiri kutambudzika zvikuru. VaFiristia vari kurwa neni, uye Mwari abva kwandiri. Haachandipinduri, navaprofita kana nokurota. Saka ndakudanai imi kuti muzondiudza zvokuita.”

1 Samueri 28

1 Samueri 28:14-23