1 Samueri 28:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akati kwaari, “Usatya. Uri kuoneiko?” Mukadzi akati, “Ndinoona mweya uchikwira uchibuda pasi.”

1 Samueri 28

1 Samueri 28:8-15