1 Samueri 28:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukadzi akati achiona Samueri, akadanidzira nenzwi guru akati kuna Sauro, “Seiko mandinyengera? Ndimi Sauro!”

1 Samueri 28

1 Samueri 28:6-14