1 Samueri 28:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mukadzi akabvunza akati, “Ndianiko wandichakumutsira?” Iye akati, “Ndimutsire Samueri.”

1 Samueri 28

1 Samueri 28:7-18