1 Samueri 25:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akakotamisa chiso chake pasi akati, “Houno murandakadzi wenyu, akazvigadzirira kukushumirai nokushambidza tsoka dzavaranda vatenzi wangu.”

1 Samueri 25

1 Samueri 25:34-44