1 Samueri 25:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varanda vake vakaenda kuKarimeri vakati kuna Abhigairi, “Dhavhidhi atituma kwamuri kuti tikutorei kuti muve mukadzi wake.”

1 Samueri 25

1 Samueri 25:39-44