1 Samueri 25:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Abhigairi akakurumidza kutasva mbongoro akaenda navarandakadzi vake vashanu, vakaenda nenhume dzaDhavhidhi, akava mukadzi waDhavhidhi.

1 Samueri 25

1 Samueri 25:41-44