1 Samueri 24:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwaizvozvo Dhavhidhi akarohwa nehana nokuda kwokuti akanga acheka kona yenguo yaSauro.

1 Samueri 24

1 Samueri 24:4-10