1 Samueri 24:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati kuvanhu vake, “Jehovha ngaandidzivise kuti ndirege kuita chinhu chakadai kuna tenzi wangu, muzodziwa waJehovha.”

1 Samueri 24

1 Samueri 24:1-7