1 Samueri 24:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vakati, “Iri ndiro zuva rakataurwa naJehovha paakati kwamuri, ‘Ndichaisa vavengi vako mumaoko ako kuti uvaitire sezvaunoda.’ ” Ipapo Dhavhidhi akakambaira chinyararire asingaonekwi akacheka kona yenguo yaSauro.

1 Samueri 24

1 Samueri 24:1-5