1 Samueri 21:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akaenda kuNobhi, kuna Ahimereki muprista. Ahimereki akadedera paakasangana naye, akati, “Seiko uri woga? Sei pasina wawauya naye?”

1 Samueri 21

1 Samueri 21:1-9