1 Samueri 21:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akapindura Ahimereki muprista akati, “Mambo akandirayira rimwe shoko akati kwandiri, ‘Hapana anofanira kuziva kana chinhu pamusoro pezvawafambira uye zvawarayirwa.’ Asi kana vari vanhu vangu, ndakavataurira kuti vasangane neni pane imwe nzvimbo.

1 Samueri 21

1 Samueri 21:1-8