1 Samueri 20:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jonatani akati kuna Dhavhidhi, “Chienda hako norugare, nokuti takapikirana ushamwari pakati pedu muzita raJehovha, tichiti, ‘Jehovha ndiye chapupu pakati pako neni, uye pakati pezvizvarwa zvako nezvizvarwa zvangu nokusingaperi.’ ” Ipapo Dhavhidhi akabva, uye Jonatani akadzokerawo muguta.

1 Samueri 20

1 Samueri 20:38-42