1 Samueri 20:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana baba vako vandishayiwa uvaudze kuti Dhavhidhi akakumbira zvikuru kwauri mvumo kuti ambomhanyira kuBheterehema, iro guta rokwake, nokuti chibayiro chegore rimwe nerimwe chiri kugadzirirwa mhuri yose ikoko.

1 Samueri 20

1 Samueri 20:1-11