1 Samueri 20:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana vakati, ‘Zvakanaka,’ ipapo woziva kuti muranda wako ane rugare. Asi kana vakashatirwa, uchaziva chokwadi kuti vari kufunga zvokundiuraya.

1 Samueri 20

1 Samueri 20:1-8