1 Samueri 20:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Dhavhidhi akati, “Tarira, mangwana mutambo woKugara kwoMwedzi, uye ndinofanira kudya namambo; asi rega ndiende ndinovanda mumunda kusvikira madekwana okuswera mangwana.

1 Samueri 20

1 Samueri 20:1-8