1 Samueri 2:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Jehovha akava nenyasha kuna Hana; akabata pamuviri akabereka vanakomana vatatu navanasikana vaviri. Zvichakadaro, mukomana uyu Samueri akakura ari pamberi paJehovha.

1 Samueri 2

1 Samueri 2:11-25