1 Samueri 2:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Eri, uyo akanga akwegura kwazvo, akanzwa zvose zvaiitwa navanakomana vake kuvaIsraeri vose zvokuti vairara namadzimai aishumira pasuo reTende Rokusangana.

1 Samueri 2

1 Samueri 2:13-23