1 Samueri 2:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Eri aibva aropafadza Erikana nomukadzi wake achiti, “Jehovha ngaakupe vana nomukadzi uyu kuti vatore nzvimbo youyo waakakumbira uye akamupa kuna Jehovha.” Ipapo vaibva vaenda kumusha kwavo.

1 Samueri 2

1 Samueri 2:12-26