1 Samueri 2:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana murume uya aiti kwaari, “Rega mafuta ambotanga atsva uye iwe ugozotora chero zvaunoda,” uye muranda aibva apindura achiti, “Kwete, ndipe kuno zvino; kana ukasandipa ndichaitora nechisimba.”

1 Samueri 2

1 Samueri 2:15-24