1 Samueri 2:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi, kunyange mafuta asati atsva, muranda womuprista aiuya achiti kumurume aibayira chibayiro, “Ipa muprista nyama yokugocha; haasi kuzogamuchira nyama yakabikwa kubva kwauri, asi mbishi chete.”

1 Samueri 2

1 Samueri 2:5-19