1 Samueri 2:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Aiinyudza mugango, kana muhadyana, kana mugate kana mupoto, ipapo muprista ozvitorera chero zvainge zvabudiswa neforogo. Aya ndiwo mabatiro avaiita nawo vaIsraeri vose vaiuya kuShiro.

1 Samueri 2

1 Samueri 2:11-17