1 Samueri 2:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ichi chivi chamajaya aya chaiva chakakura kwazvo pamberi paJehovha, nokuti vaizvidza chipo chaJehovha.

1 Samueri 2

1 Samueri 2:9-26