1 Samueri 19:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hondo yakavapozve, Dhavhidhi akabuda akaenda akandorwa navaFiristia. Akavauraya nokuuraya kukuru zvokuti vakatiza pamberi pake.

1 Samueri 19

1 Samueri 19:1-16