1 Samueri 19:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi mweya wakaipa wakabva kuna Jehovha wakauya pamusoro paSauro paakanga agere mumba make ane pfumo rake muruoko rwake. Dhavhidhi paakanga achiridza mbira,

1 Samueri 19

1 Samueri 19:7-16