1 Samueri 19:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Jonatani akadana Dhavhidhi akamuudza zvose zvavakanga vataurirana. Akauya naye kuna Sauro, uye Dhavhidhi akava naSauro.

1 Samueri 19

1 Samueri 19:2-16