1 Samueri 18:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Dhavhidhi akati apedza kutaura naSauro, Jonatani akanamatirana naDhavhidhi mumweya, uye akamuda sezvaaizvida iye.

2. Kubva pazuva iroro, Sauro akachengeta Dhavhidhi uye haana kuzomutendera kuti adzokere kumba kwababa vake.

1 Samueri 18