1 Samueri 19:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sauro akataurira mwanakomana wake Jonatani navaranda vake vose kuti vauraye Dhavhidhi. Asi Jonatani aida Dhavhidhi zvikuru

1 Samueri 19

1 Samueri 19:1-7