1 Samueri 19:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

akamuudza akati, “Baba vangu Sauro vari kutsvaka mukana wokukuuraya. Ungware, mangwana mangwanani; uende undovanda uye ugare ikoko.

1 Samueri 19

1 Samueri 19:1-11