1 Samueri 17:58 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sauro akamubvunza akati, “Uri mwanakomana waaniko, nhai mujaya?”Dhavhidhi akati, “Ndiri mwanakomana womuranda wenyu Jese wokuBheterehema.”

1 Samueri 17

1 Samueri 17:57-58