1 Samueri 17:46 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nhasi Jehovha achakuisa muruoko rwangu, uye ndichakuuraya ndigokugura musoro wako. Nhasi ndichapa mitumbi yehondo yavaFiristia kushiri dzedenga nokuzvikara zvenyika, uye nyika yose ichaziva kuti muIsraeri muna Mwari.

1 Samueri 17

1 Samueri 17:43-53