1 Samueri 17:47 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vose vakaungana pano vachaziva kuti Jehovha haaponesi nomunondo kana nepfumo; nokuti kurwa ndokwaJehovha, uye achaisa imi mose mumaoko edu.”

1 Samueri 17

1 Samueri 17:38-56