1 Samueri 17:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akati kumuFiristia, “Iwe unouya kwandiri nomunondo, nepfumo uye nepfumo guru, asi ini ndinouya kwauri muzita raJehovha Wamasimba Ose, Mwari wehondo dzavaIsraeri, uyo waunozvidza.

1 Samueri 17

1 Samueri 17:41-52