1 Samueri 17:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sauro akamupindura akati, “Haungagoni kuenda kundorwa nomuFiristia uyu; iwe uchingori mukomana zvako, uye iye akagara ari munhu wokurwa kubva paujaya hwake.”

1 Samueri 17

1 Samueri 17:28-35